Apostle Shiloh Masenyama Preaches At Tiyambuke 2018 (Shona Version)

Tiyambuke Notes: Tiyambuke Day 3 Official Opening Night
Scripture: Daniel 11:32, Philippians 3:5-11

Hauve musharukwa chiriporipotyo, kuti uzvikwanise unofanirwa kuziva Mwari kuti uve nehukama na Mwari.

Pane mukaha pakati pekuziva nezvaMwari ne kuziva Mwari. Vatendi vakungoda kuteera mavhuserere kuti vanzwe zvitsva kwete kuzoziva Mwari.

Kuneboka rinouya kuzoona mhosho dziri mharidzo dzevamwe, kwete kuzonzwa Mwari izvi zvino sanganisirawo vamwe vaye vakafunda.
Apostle Shiloh Masenyama Preaches At Tiyambuke Wednesday Night 2018

Ma satanist anoporofitawo zvakare,kunyangwe n’anga dzinoziva zviga zvomweya naizvozvo usango enda kurikuenda hoto

Vakawanda vakazvipira kumuranda wa Mwari kwete mwari wacho.

Kereke yazara nevanoita dambe vanoziva zvose zvekuchurch asi vanongotadza Zvakadaro.

Vanoziva Mwari we mubible kuti amuite Mwari wake makata nokuti chivi chiri kumutapirira zvakanyanya.

Usangoshuvira ruzivo chete kwete kuti rwakashata asi shuvira nyasha dza Ishe wedu Jesu kupfuura zvose.

Ukasangana na Ishe wedu unogutsikana kuti zvinhu zvinouya zvichipfuura hapana chinogara chakadaro pasi pano pezuva.Zvingava zvakaoma nhasi asi ziva kuti Mwari anoshandura zvose,ramba wakabatirana naye,sangana naye usaite zvekuudzirwa nokuti wokuudzwa anonetsa sanganaye .

chinokuchengeta kuziva kwako Mwari,rara ne kumuka uchiziva kuti wakachengetwa.Avo vanoziva Mwari vanogara vakachengetwa mumapapiro ake mwari.

Pauro akabatwa na mwari achienda Damasco achienda kuno uraya n Kereke,ndipo paakazosangana na Mwari zvinhu zvikachinja kuti ndiye akange ave kuchemedzwa ne kuurayirwa shoko ra Mwari.

Usazvidza avo vanotaura zvakaipa pamusoro pe vanhu vamwari ivavo vachava vashumiri vakuru.

The Tiyambuke International Christian Convention (TICC) is an annual gathering of Christian believers from various denominations, organized by Glory Ministries under the leadership of Apostle Pride and Anna Sibiya.

With its inception in 2001, TICC has grown to become one of the largest conferences in Zimbabwe.

The convention's name, "Tiyambuke," meaning "Let Us Cross Over," reflects its mission to lead people out of ignorance, sin, and bondage into a life of knowledge, love for God, health, prosperity, and freedom.

Tiyambuke International Christian Convention
with Apostle Pride Sibiya

avatar
Tiyambuke Online Online
Tiyambuke Annual Christian Convetion Hosted By Apostle Pride Sibiya Of Glory Ministries Is An Annual Event That Draws Thousands Of People - Tiyambuke. Tiyambuke Online
Chat with WhatsApp