Chitatu 05 Gunyana 2018 – Ndino Pemberera Zuva Rakakosha Muhupenyu Hwangu (Ndichisvitsa Makore 40 Ekuzvarwa!)

Ndiani Apostle Pride Sibiya: Apostle Pride Sibiya vano zivikanwa saBaba vemaKristu neku paridza uye kudzidzisa shoko raMwari zvine unyanzvi. Mukubata hupenyu hwevatendi nevasiri vatendi kwemakore makumi maviri apfuura, zita raApostle Sibiya rave kudanwa zvakare pane vane zvipo zveku dudzira zviporofita,kuporesa varwere uye kuburitsa madhimoni kana kuti mweya yetsvina muvanhu.

Zvakare ndivo vakatanga uye vachiva mukuru wesangano reGlory Ministries, sangano reve chiKristu riri kuumbiridza chitendero nekuparidzira shoko raMwari zvine mutinhimira neku dzidzisa vatendi kushandira Mwari, kudzidzisa kuvaka hukama semhuri yevateeri varo, kurumbidza Mwari mumweya nemuchokwadi uye kubatirana pamwe mumagariro nemuku garisana seva vakidzani.
Chitatu 05 Gunyana 2018 – Ndino Pemberera Zuva Rakakosha Muhupenyu Hwangu (Ndichisvitsa Makore 40 Ekuzvarwa!)
 Semudzidzisi mukuru pachezvake, Apostle Sibiya vakudza nekudyara Glory Ministries kubva pasangano diki uye rimwechete mugore ra2002 nevateeri vasingasvike gumi asi pakusvika kwegore ra2017, Glory Ministries yakura zvekuva nema sangano anodarika 100 uye nevateeri vane huwandu hunodarikawo zviuru zvishanu vakapararira munyika dzinoti Zimbabwe, South Africa, Mozambique, Bahrain and Zambia, tisinga sanganisire vateeri vavo vazhinji zvikuru vavano tungamirawo kuburikidza nemapato akasiyana siyana esocial media.

Chengetedza Mazuva Anotevera eTICC 2018 naApostle P. Sibiya:
Zuva:
01 - 09 Gunyana 2018
Musoro:
Kuvaka Vatungamiri Vakuru veSangano raMwari

Kuti Uwane Ruzivo Ruzhinji Maererano Neizvi, Sununguka Kushanyira:

1. Glory Ministries - http://www.glorymin.net/. ,
2. Glory Conferences - http://conferences.glorymin.net/ uye,
3. Apostle Pride Sibiya - http://www.pridesibiya.com/

Facebook: https://www.facebook.com/tiyambukeicc/
Twitter: https://twitter.com/tiyambukeicc/

Sunungukai kutaura naSachigaro veTiyambuke International Christian Convention - D. Pastor A. Musakwa pa+263 77 288 2879.

Tiyambuke International Christian Convention yave pedyo nekuitwa!

RAMBAI MUCHITARISIRA ZVIMWE ZVIZIVISO ZVICHATEVERA!
Chitatu 05 Gunyana 2018 – Ndino Pemberera Zuva Rakakosha Muhupenyu Hwangu (Ndichisvitsa Makore 40 Ekuzvarwa!)

The Tiyambuke International Christian Convention (TICC) is an annual gathering of Christian believers from various denominations, organized by Glory Ministries under the leadership of Apostle Pride and Anna Sibiya.

With its inception in 2001, TICC has grown to become one of the largest conferences in Zimbabwe.

The convention's name, "Tiyambuke," meaning "Let Us Cross Over," reflects its mission to lead people out of ignorance, sin, and bondage into a life of knowledge, love for God, health, prosperity, and freedom.

Tiyambuke International Christian Convention
with Apostle Pride Sibiya

avatar
Tiyambuke Online Online
Tiyambuke Annual Christian Convetion Hosted By Apostle Pride Sibiya Of Glory Ministries Is An Annual Event That Draws Thousands Of People - Tiyambuke. Tiyambuke Online
Chat with WhatsApp