Chii Chinonzi Tiyambuke International Christian Convention - The Origins and Meaning Of TICC!

Tiyambuke International Christian Convention (TICC) iwungano yevatendi vose vanoumba muviri waKristu kuburikidza neGlory Ministries sangano rino tungamirirwa naApostle Pride pamwe naAmai Anna Sibiya.

Tiyambuke yavambwa gore ra2001 uye yakura pamwe nekuzivikanwa seimwe yeungano dzemaKristu huru munyika yeZimbabwe.

Zita rekuti “Tiyambuke” rinoreva kuti “Ngatidarikirei kumhiri,”rinobva razvi jekesera chinangwa chezva raka mirira. Zvichi nyururwa kubva muBhaibheri mubhuku raEkisodho, chinangwa chiri chekuburitsa vanhu muIjipita yeshaya ruzivo, rutadzo, hurwere, kushandiswa nemadhimoni nehurombo vachipinzwa munyika yeKenani yeruzivo, rudo nekutya Mwari, hutano nekugara zvakanaka uye kubudirira muhumambo hwekudenga.

Gore rino,musangano uyu wakakosha zvikuru nechinangwa cheku dzidzisa uye kuvaka veruzhinji kuti vave mhare nevatungamiri muhupenyu vachizo kwanisazve kubatsira nekushanda pakuvaka Kereke Huru yaMwari. Izvi zvinofambirana nemwaka wemakore mashanu weGlory Ministries – Mwaka weKuvaka ichivawo zvakare theme yegore ra2018 – Kuvaka Temberi Tsvene yaMwari!

Chengetedza mazuva anotevera eTICC 2018 naApostle P. Sibiya:

Date: 01 - 09 September 2018
Musoro: Kuvaka vaTungamiri Vahumambo
Nzvimbo: Bethel Worship Centre (Glory Ministries), Stand 19261, Zengeza 5 Extension, Chitungwiza
Chii Chinonzi Tiyambuke International Christian Convention - The Origins and Meaning Of TICC!
Sunungukai kutaura naSachigaro weTiyambuke International Christian Convention - Pastor A. Musakwa on +263 77 288 2879.

Tiyambuke International Christian Convention yegore rino yave pedyo!

RAMBAI MUCHITARISA PANO KUTI MUWANE ZVIMWE ZVIZIVISO!

Kuti muwane rumwe ruzivo tarisaiwo panzvimbo dzinotevera:

1. Glory Ministries - www.glorymin.net.
2. Glory Conferences - conferences.glorymin.net and,
3. Apostle Pride Sibiya - www.pridesibiya.com

Social Media:
Facebook: https://www.facebook.com/tiyambukeicc/
Twitter: https://twitter.com/tiyambukeicc/

The Tiyambuke International Christian Convention (TICC) is an annual gathering of Christian believers from various denominations, organized by Glory Ministries under the leadership of Apostle Pride and Anna Sibiya.

With its inception in 2001, TICC has grown to become one of the largest conferences in Zimbabwe.

The convention's name, "Tiyambuke," meaning "Let Us Cross Over," reflects its mission to lead people out of ignorance, sin, and bondage into a life of knowledge, love for God, health, prosperity, and freedom.

Tiyambuke International Christian Convention
with Apostle Pride Sibiya

avatar
Tiyambuke Online Online
Tiyambuke Annual Christian Convetion Hosted By Apostle Pride Sibiya Of Glory Ministries Is An Annual Event That Draws Thousands Of People - Tiyambuke. Tiyambuke Online
Chat with WhatsApp